Muparidzi 8:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndiani akafanana nomunhu akachenjera? Ndiani anoziva tsananguro yezvinhu? Uchenjeri hunobwinyisa chiso chomunhu uye hunoshandura kuomarara kwechiso.

2. Ndinoti, teerera murayiro wamambo, nokuti wakaita mhiko pamberi paMwari.

Muparidzi 8