Muparidzi 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokudaro ndakafunga pamusoro pezvose izvi uye ndikapedzisira nokuti vakarurama navakachenjera, nezvavanoita zviri mumaoko aMwari, asi hakuna munhu anoziva kuti rudo here kana ruvengo zvakamumirira.

Muparidzi 9

Muparidzi 9:1-8