Muparidzi 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva kuti zvose zvinoitwa naMwari zvichagara nokusingaperi; hapana chingawedzerwa pazviri uye hapana chingabviswa pazviri. Mwari anozviita kuti vanhu vamukudze.

Muparidzi 3

Muparidzi 3:13-19