Muparidzi 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuti munhu wose adye uye anwe uye azviwanire kugutsikana kubva pakushanda kwake kwose, ichi ndicho chipo chaMwari.

Muparidzi 3

Muparidzi 3:12-14