Muparidzi 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita chinhu chimwe nechimwe chakanaka nenguva yacho. Akaisawo zvisingaperi mumwoyo yavanhu; kunyange zvakadaro havangagoni kunzwisisa zvakaitwa naMwari kubva pakutanga kusvika pakupedzisira.

Muparidzi 3

Muparidzi 3:3-13