Muparidzi 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fara zvako jaya, pauduku hwako, uye mwoyo wako ngaukupe mufaro pamazuva ouduku hwako. Tevera nzira dzomwoyo wako, nezvose zvingaonekwe nameso ako, asi uzive kuti pazvinhu zvose izvi Mwari achakusvitsa pakutongwa.

Muparidzi 11

Muparidzi 11:6-10