Muparidzi 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvazvo munhu akararama makore mazhinji, ngaafadzwe nawo ose. Asi ngaarangarire mazuva erima, nokuti achava mazhinji. Zvose zvichazouya hazvina maturo.

Muparidzi 11

Muparidzi 11:1-10