Mika 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakamutadzira, ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, kusvikira andireverera mhosva yangu nokusimbisa kodzero yangu. Achandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake.

Mika 7

Mika 7:1-15