Mika 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muvengi wangu achazviona uye achafukidzwa, iye akati kwandiri, “Aripiko Jehovha Mwari wako?” Meso angu achaona kuwa kwake; kunyange iye zvino achatsikwa pasi petsoka sematope mumigwagwa.

Mika 7

Mika 7:4-20