Mika 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti mwanakomana anozvidza baba vake, mwanasikana anomukira mai vake, muroora anomukira vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu vemhuri yake.

Mika 7

Mika 7:1-7