Mika 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rega kuvimba nomuvakidzani wako; usavimba neshamwari yako. Kunyange nomukadzi wawakagumbatira, uchenjerere mashoko ako.

Mika 7

Mika 7:1-14