Mika 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munodzinga madzimai avanhu vangu kubva mudzimba dzavo dzakanaka. Munotora ropafadzo yangu kubva kuvana vavo nokusingaperi.

Mika 2

Mika 2:8-13