Mika 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi. Munobvisa majasi anokosha pana avo vanopfuura musina kana hanya, savarume vodzoka kubva kuhondo.

Mika 2

Mika 2:6-13