Mika 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro vanhu vachakutukai; vachakudenhai norwiyo urwu rwokuchema: ‘Taitwa dongo chose; pfuma yavanhu vangu yagovaniswa. Anonditorera! Anopa minda yedu kuna vanotimukira?’ ”

Mika 2

Mika 2:1-12