Mika 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha anoti, “Ndiri kuronga njodzi yokurwisa nayo vanhu ava, zvamusingagoni kuzvidzivirira kwazviri. Hamuchazofambizve muchizvikudza, nokuti ichava nguva yedambudziko.

Mika 2

Mika 2:1-11