Mika 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vane nhamo avo vanoronga zvakaipa, avo vanoronga zvakaipa pamibhedha yavo! Pakuedza kwamangwanani vanozviita nokuti zviri musimba ravo kuzviita.

Mika 2

Mika 2:1-2