Mika 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Veurai misoro yenyu mukuchema nokuda kwavana vamunofarira; zviitei musvuu sowegora, nokuti vachabva kwamuri vachienda kuutapwa.

Mika 1

Mika 1:6-16