Mateo 8:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadanidzira vachiti, “Munodeiko kwatiri, Mwanakomana waMwari? Mauya kuzotirwadzisa here iyo nguva yakatarwa isati yasvika?”

Mateo 8

Mateo 8:26-34