Mateo 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika mhiri kunyika yavaGadhara, akasangana navarume vaviri vakanga vakabatwa namadhimoni. Varume ava vaiva nehasha zvokuti hapana munhu aigona kupfuura naikoko.

Mateo 8

Mateo 8:22-34