Mateo 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka kana mopa kuna vanoshaya, musaridza hwamanda sezvinoitwa navanyengeri mumasinagoge nomumigwagwa kuti vakudzwe navanhu. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Mateo 6

Mateo 6:1-8