Mateo 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Chenjerai kuti murege kuita ‘mabasa enyu okururama’ pamberi pavanhu kuti muonekwe navo. Kana mukaita saizvozvo, hamuzovi nomubayiro kuna Baba venyu vari kudenga.

Mateo 6

Mateo 6:1-8