Mateo 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari,

Mateo 5

Mateo 5:1-11