Mateo 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata.

Mateo 28

Mateo 28:1-16