Mateo 28:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akati kwavari, “Musatya. Endai mundoudza hama dzangu kuti vaende kuGarirea; ikoko ndiko kwavachanondiona.”

Mateo 28

Mateo 28:1-17