Mateo 27:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vobuda, vakasangana nomurume aibva kuSairini ainzi Simoni, uye vakamumanikidza kuti atakure muchinjikwa.

Mateo 27

Mateo 27:30-39