Mateo 26:64 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo zvamataura. Asi ndinoti kwamuri mose: Munguva inouya muchaona Mwanakomana woMunhu agere kurudyi rwaSamasimba uye achiuya ari mumakore okudenga.”

Mateo 26

Mateo 26:58-74