Mateo 26:63 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jesu akaramba anyerere. Muprista mukuru akati kwaari, “Ndinokurayira, sezvo wapika naMwari mupenyu, kuti, ‘Tiudze kana uri iwe Kristu, Mwanakomana waMwari.’ ”

Mateo 26

Mateo 26:58-64