Mateo 25:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Panguva iyoyo umambo hwokudenga huchange hwakafanana navasikana gumi, vakatora mwenje yavo vakabuda kundochingamidza chikomba.

2. Vashanu vavo vakanga vari mapenzi uye vashanu vavo vakanga vakachenjera.

Mateo 25