Mateo 25:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Panguva iyoyo umambo hwokudenga huchange hwakafanana navasikana gumi, vakatora mwenje yavo vakabuda kundochingamidza chikomba.

Mateo 25

Mateo 25:1-2