Mateo 24:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri.

Mateo 24

Mateo 24:40-46