Mateo 24:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nzwisisai izvi: Dai muridzi weimba aiziva kuti inguva ipi yousiku ichauya mbavha, angadai airinda uye haaizotendera kuti imba yake ipazwe.

Mateo 24

Mateo 24:35-50