Mateo 23:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Vanoda zvigaro zvapamberi pamitambo nezvigaro zvapamusorosoro mumasinagoge.

7. Vanofarira kukwaziswa pamisika uye kuti vanzi ‘Rabhi’ navanhu.”

8. “Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama.

Mateo 23