Mateo 22:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana akagona kutaura shoko rimwe, uye kubva pazuva iroro zvichienda mberi hapana akazoshinga kumubvunza mimwezve mibvunzo.

Mateo 22

Mateo 22:44-46