Mateo 21:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti:“ ‘Ibwe rakarambwa navavakindiro rakazova musoro wekona.Ishe akaita izvi,uye zvinoshamisa pamberi pedu’?

Mateo 21

Mateo 21:34-46