Mateo 21:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapindura vakati, “Achaparadza varimi vakaipa ava, uye achapa munda womuzambiringa kuna vamwe varimi avo vachazomupa mugove wake wezvirimwa pakukohwa.”

Mateo 21

Mateo 21:39-46