Mateo 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vazhinji vakavatsiura vakavarayira kuti vanyarare, asi ivo vakanyanya kudanidzirisa, vachiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”

Mateo 20

Mateo 20:21-34