Mateo 20:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vaviri vaiva mapofu vakanga vagere parutivi rwenzira, pavakanzwa kuti Jesu ainge apfuura nepo vakadanidzira vachiti, “Ishe, Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!”

Mateo 20

Mateo 20:28-34