Mateo 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge vanzwa zvainge zvataurwa naMambo, vakapfuurira mberi norwendo rwavo, uye nyeredzi yavakanga vaoona kumabvazuva yakavatungamirira kusvikira yandomira panzvimbo paiva nomwana.

Mateo 2

Mateo 2:1-13