Mateo 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavatuma kuBheterehema akati, “Endai mundotsvakisisa mwana uyu. Kana muchinge mamuwana, mugondizivisawo kuitira kuti neniwo ndigoenda kundomunamata.”

Mateo 2

Mateo 2:1-16