Mateo 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akadana vadzidzi vake akati kwavari, “Ndiri kunzwa tsitsi pamusoro pavanhu ava; vanga vachingova neni kwamazuva matatu uye havachina chokudya. Handidi kuti ndivaendese vaine nzara nokuti vangaziya nenzara munzira.”

Mateo 15

Mateo 15:24-36