Mateo 15:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakashamiswa kuona mbeveve dzichitaura, mhetamakumbo dzichitwasanudzwa, vakaremara vachifamba namapofu achiona. Vakarumbidza Mwari weIsraeri.

Mateo 15

Mateo 15:21-39