Mateo 12:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa pamwe chete norudzi urwu uye acharupa mhosva, nokuti akabva kumagumo enyika kuti azoteerera kuuchenjeri hwaSoromoni, uye zvino mukuru kuna Soromoni ari pano.

Mateo 12

Mateo 12:41-50