Mateo 12:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veNinevhe vachamira pakutongwa pamwe chete norudzi urwu uye vacharupa mhosva; nokuti vakatendeuka pakuparidza kwaJona, uye zvino mukuru kuna Jona ari pano.

Mateo 12

Mateo 12:34-50