Mateo 12:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Itai kuti muti uve wakanaka uye michero yawo ichava yakanaka kana kuti itai kuti muti uve wakaipa, uye michero yawo ichava yakaipa, nokuti muti uchazivikanwa nemichero yawo.

Mateo 12

Mateo 12:31-37