Mateo 12:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani achataura zvakaipa pamusoro poMwanakomana woMunhu acharegererwa, asi ani naani achataura zvakaipa pamusoro poMweya Mutsvene haazoregererwi, kunyange panguva ino kana inouya.

Mateo 12

Mateo 12:26-36