Mapisarema 90:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha, imi makanga muri ugaro hwedu kubva kumarudzi namarudzi.

2. Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari.

Mapisarema 90