Mapisarema 90:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari.

Mapisarema 90

Mapisarema 90:1-10