Mapisarema 84:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange shiri diki yakazviwanira imba, nenyenganyenga yakazviwanirawo dendere kwaingachochonyera vana vayo, iyo nzvimbo iri pedyo nearitari yenyu, imi Jehovha Wamasimba Ose, Mambo wangu naMwari wangu.

Mapisarema 84

Mapisarema 84:1-10