Mapisarema 84:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya wangu unopanga, kunyange kuziya chaiko, nokuda kwevanze dzaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.

Mapisarema 84

Mapisarema 84:1-6