Mapisarema 84:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ugaro hwenyu hwakanaka sei, imi Jehovha Wamasimba Ose!

2. Mweya wangu unopanga, kunyange kuziya chaiko, nokuda kwevanze dzaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu.

Mapisarema 84